Back to Browse

TARIRO

24.5K views
Feb 5, 2026
3:13

Mwari wekudenga Mwari wenyasha Ndiripano ndega ndakamirira shoko Hakuna zvandabata kunze kwezita renyu Mwari wesimba, Mwari werudo Zvamakaisa mandiri Hazvina kufa Makandipa tariro Imi munoziva Ishe Wangu (aiye) Husiku hwurefu Hope dzikaramba Ndakamira ndoga Ndakamirira imi munonzwa munyengetero (Aiye) Mwari wesimba, Mwari werudo Zvamakaisa mandiri Hazvina kufa Makandipa tariro Imi munoziva Ishe Wangu Ndiri wenyu Ishe Munonzwa Munyengetero handina zvose zvandoda asi ndakamira pashoko renyu Mwari wesimba, Mwari werudo Zvamakaisa mandiri Hazvina kufa Makandipa tariro Imi munoziva Ishe Wangu Ndiri wenyu Ishe Munonzwa Munyengetero handina zvose zvandoda asi ndakamira pashoko renyu Ndakamirira imi Ndchavimba Jehovha munonzwa munyengetero

Download

0 formats

No download links available.

TARIRO | NatokHD