Wakanaka by Gracewave.zw
Intro Mwanasikana ndinokuda Une beauty yako Ndiri kuda iwewe chete Unoziva ndinokuda, sha Verse 1 Anoda kufanana Nevarikurira pazimcelebs Anoda kutaridzika Sevasikana vari mumagazini Ane zviroto zvake, zviroto zvikuru Anozviona ari trending pese Akandibvunza kuti, “Unondida here?” Ndikati, “Uri perfect sezvauri.” Chorus Ndinokuda sezvauri, mwana Haufaniri kuchinja chinhu Haufaniri kuita chimwe Sezvauri wakakwana Kana ukawedzera kana kuderera Ndichiri kukuda saizvozvo Kana wamuka usina make-up Hatiparadzani, mwana Mumaziso angu uri star Verse 2 Anondikodzera Anondipa rudo rwakawanda Iye ndewechokwadi Hapana fake, hapana plastic Ndine zvirongwa zvikuru Ndiwe wandinoda kuwana Uve mudzimai wangu Ini ndive murume wako Akati, “Chii chaunoda pandiri?” Ndikati, “Usachinje chinhu.” Chorus Ndinokuda sezvauri, mwana Haufaniri kuchinja chinhu Haufaniri kuita chimwe Sezvauri wakakwana Kana ukawedzera kana kuderera Ndichiri kukuda saizvozvo Kana wamuka usina make-up Hatiparadzani, mwana Mumaziso angu uri star Final Chorus Ndinokuda sezvauri, mwana Usachinje, ramba wakadaro Kana ukawedzera kana kuderera Ndichiri kukuda saizvozvo Kana wamuka usina make-up Hatiparadzani, mwana Mumaziso angu uri star Ndinokuda sezvauri, mwana Usachinje, ramba wakadaro Kana ukawedzera kana kuderera Ndichiri kukuda saizvozvo Kana wamuka usina make-up Hatiparadzani, mwana Mumaziso angu uri star
Download
0 formatsNo download links available.